Duramazwi
magazini
magazine
Duramazwi
magazine
Magazini chibhuku chinobuda kamwe chete pavhiki kana pamwedzi, chinenge chiine nyaya, ngano, mifananidzo uye zvimwe zvakaita sekushambadzira zvinotengeswa.
Magazini chibhuku chinobuda kamwe chete pavhiki kana pamwedzi, chinenge chiine nyaya, ngano, mifananidzo uye zvimwe zvakaita sekushambadzira zvinotengeswa.
Komiki imagazini rine nyaya inenge ichitsangurwa nemifananidzo nemashoko.
Katuni mufananidzo unosetsa unowanikwa munyuzipepa, mubhaisikopu, muterevhizheni kana kuti mumagazini.
Duramazwi
01 / 03magedhe
Magedhe itsika yekuporofitira vanhu vari mumutsetse inowanzoitwa kudzichechi dzine mweya kana vava pedyo nekudya chirairo.
VerengaSwipe for the next word