KwaunobvaDuramazwiMmugwagwa

Duramazwi · zita

mugwagwa

carriageway · pavement · roadway · street · road

Zvinoreva

Mugwagwa inzira huru yakagadzirwa yakapamhamha, panofamba nevanhu, mabhazi, mota kana ngoro.

1

Mugwagwa inzira huru yakagadzirwa yakapamhamha, panofamba nevanhu, mabhazi, mota kana ngoro.

Mukomana: Muri kuenda kupi ndikuyambutsei mugwagwa uyu sezvo ndichidawo kuuyambuka.

Nhasi mugwagwa wakatekeshera nemotokari.

Wotevera mugwagwa uyu, nawo, nawo, unobva wasvika pamishoni pauri kuda.

Zvakafanana

nzira · muvha · pato

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mugwaku

Mugwaku mudziyo wakavezwa, unenge mugoti, asi iwo wakafombwera mukati, unoshandiswa kupakurisa kudya kwakaita sesadza.

Verenga

Swipe for the next word