Duramazwi02 / 03mugwakuMugwaku mudziyo wakavezwa, unenge mugoti, asi iwo wakafombwera mukati, unoshandiswa kupakurisa kudya kwakaita sesadza.Verenga→
Duramazwi03 / 03mugwamuraMugwamura kamuti kanogona kureba mamita matatu, kanoita mudzi wakaita sembambaira nemaruva mapfumbu uye vana vakaita nhokwara.Verenga→