Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mugwamura kamuti kanogona kureba mamita matatu, kanoita mudzi wakaita sembambaira nemaruva mapfumbu uye vana vakaita nhokwara.
1

Zvakafanana
gwangwandiza · mutukutapasi · mundavara · mumbopo · murama · mudavara · kuwane la
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mugwanda
Mugwanda mashizha omunhangatanga anobikwa somurivo wokudyisa sadza.
VerengaSwipe for the next word