Duramazwi · zita
mugwara
dzvodyo
Duramazwi · zita
Mugwara isimbi yakagadzirirwa kuchera makomba kana kupikinura mazitombo.
Mugwara isimbi yakagadzirirwa kuchera makomba kana kupikinura mazitombo.
Munhu wose ainge ane basa rekuona kuti adzora mwana wose mugwara nekumutsiura.
Zvinhu zvave kuzopinda mugwara, Gushungo vako vari kuzvigadzirisa nokukasika.
Nokudaro vanhu vanofanira kutanga vawirirana kuitira kuti zvinhu zvose zvipinde mugwara.
dzvodyo
Duramazwi
01 / 03mugwasha
Mugwasha inzvimbo ine miti yakawanda chaizvo.
VerengaSwipe for the next word