KwaunobvaDuramazwiJjereso

Duramazwi · zita

jereso

nhoti

Zvinoreva

Jereso idanda kana simbi yakatesva kumuromo kwayo, inoshandiswa kuchera makomba.

1

Jereso idanda kana simbi yakatesva kumuromo kwayo, inoshandiswa kuchera makomba.

Jereso idanda kana simbi yakatesva kumuromo kwayo, inoshandiswa kuchera makomba.

Simbi chigadzirwa chakaita sejereso, demo kaba njanji zvinenge zvakagadzirwa kubva kuchicherwa chesimbbi chakaita semhangura.

Zvakafanana

nhoti

Mamwe mazwi ane J

J

Duramazwi

01 / 03

jereveza

Jereveza chinhu chinenge chakakura kudarika zvimwe zvemhando dzacho.

Verenga

Swipe for the next word