Duramazwi · zita
Zvinoreva
Jerenyenje kapuka kakaenzana nekiti, kano muswe murefu, kanodya mbeva, makonzo, shiri uye mazai.
Jerenyenje munhu asingazorori kutaura uye akazhangandira.

Kuti zhwi kuchema kwedzimwe mhuka dzemusango, dzakaita sejerenyenje.

Mamwe mazwi ane J
JDuramazwi
01 / 03Jerera
Jerera inzvimbo iri kuMasvingo, yakatumidzwa mushure menzvimbo inonzi inoera uye yaivigwa madzimambo.
VerengaSwipe for the next word