KwaunobvaDuramazwiHhovo

Duramazwi · zita

hovo

rukovochikovon'uzhu

Zvinoreva

kapuka kakaenzana nekiti, kano muswe murefu, kanodya mbeva, makonzo, shiri uye mazai.

Kuti hovo kubuda komunhu kana mhuka nekukasira pane imwe nzvimbo.

1

Bvungo imhuka yomusango yakaenzana nekiti asi ichinge hovo, ine mavara machena nematema uye inonhuhwa chaizvo.

Jachacha kapuka komusango kadiki kanenge hovo, kane mavara mapfumbu nemachena, kanodya tumwe tupukanana nemichero.

2

Kuti hovo kubuda komunhu kana mhuka nekukasira pane imwe nzvimbo.

Kuti hovo kubuda komunhu kana mhuka nekukasira pane imwe nzvimbo.

Bvungo imhuka yomusango yakaenzana nekiti asi ichinge hovo, ine mavara machena nematema uye inonhuhwa chaizvo.

3

Kuti hovo kudya nekukasira.

Zvakafanana

rukovo · chikovo · n'uzhu

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word