Duramazwi · zita
hovhorosi
overalls
Duramazwi · zita
overalls
chipfeko chinopfekwa pamusoro pedzimwe mbatya kudzivirira tsvina kana munhu achiita basa. Vanamakaniki vanotongogara vakapfeka hovhorosi kana vari pabasa nekuti vanobata magirisi zvakanyanya.
chipfeko chinopfekwa pamusoro pedzimwe mbatya kudzivirira tsvina kana munhu achiita basa. Vanamakaniki vanotongogara vakapfeka hovhorosi kana vari pabasa nekuti vanobata magirisi zvakanyanya.
Jamba rudzi rwebhurukwa rinenge rakabatana kuzasi zvese nekumusoro sehovhorosi, rinopfekwa nevakadzi zvese nevarume.
muchidzakwese
Duramazwi
01 / 03hovidza
Kuhovidza kuita ruzha rwunoenda kure chaizvo.
VerengaSwipe for the next word