KwaunobvaDuramazwiHhowa

Duramazwi · zita

howa

species · mushroom · mushrooms

Zvinoreva

Zvidimbu zvinomera muvhu kana pamiti zvinodyiwa kana kutyisa (mushrooms).

1

Zvidimbu zvinomera muvhu kana pamiti zvinodyiwa kana kutyisa (mushrooms).

Chirambo inzvimbo inomera howa gore negore. Chirambo chehowa uhu churu chomumunda mangu.

Chisoro izita rinopiwa howa hwese kana huchangobuda kubva muvhu.

Uhwu howa hudoko, hwakatsvukuruka, hunodyiwa.

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word