KwaunobvaDuramazwiHhwowa [howa, hwova, hova, hwohwa, hohwa, bwowa]

Duramazwi · zita

hwowa [howa, hwova, hova, hwohwa, hohwa, bwowa]

Zvinoreva

Hwowa chidyiwa chinorimwa kana kumera choga musango, chine kadzinde kadiki, kumusoro kuchinge denga rakafukidza.

1

Hwowa chidyiwa chinorimwa kana kumera choga musango, chine kadzinde kadiki, kumusoro kuchinge denga rakafukidza.

Hwowa hwandinofarira

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hwu

Iri idzitsi rechiratidzapedo chemupanda 14.

Verenga

Swipe for the next word