Duramazwi
Zvinoreva
fu, chinowanzobatwa mumapani chichidyiwa nevanhu.
1
fu, chinowanzobatwa mumapani chichidyiwa nevanhu.
Ichi chinhu chinenge hwowa chinopfumbuka zvinhu zvinenge bute kana chaoma.
Hwowa chidyiwa chinorimwa kana kumera choga musango, chine kadzinde kadiki, kumusoro kuchinge denga rakafukidza.
Uhwu hwowa hwunomera pachuru nemvura yokutanga.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hwowa [howa, hwova, hova, hwohwa, hohwa, bwowa]
Hwowa chidyiwa chinorimwa kana kumera choga musango, chine kadzinde kadiki, kumusoro kuchinge denga rakafukidza.
VerengaSwipe for the next word