KwaunobvaDuramazwiMmhashu

Duramazwi · zita

mhashu

locust

hwizandongwe

Zvinoreva

Mhashu chibhururukwa chinodyiwa, icho chichidyawo zvirimwa, uswa kana mashizha emiti.

1

Mhashu chibhururukwa chinodyiwa, icho chichidyawo zvirimwa, uswa kana mashizha emiti.

Mhashu dzakati mome mumunda worukweza ndokubva dzatsvaira rwose zvokuti hapana chakazokohwewa.

Gutaguta zibembenene rinenge mhashu risingawanzobhururuka-bhururuka, rinonhuwa.

Mhashu chibhururukwa chinodyiwa, icho chichidyawo zvirimwa, uswa kana mashizha emiti.

Zvakafanana

hwiza · ndongwe

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word