Duramazwi · zita
mharupwa
ndyaruswa
Duramazwi · zita
Mharupwa muchero wakaita kunge nhundurwa unowanzowanikwa pachuru uye unogona kubikwa pamwe chete nemuboora kuti muriwo wacho uvavire.

Aka kamuti kanenge munhundurwa, kanobereka vana vanonzi mharupwa.
Mharupwa muchero wakaita kunge nhundurwa unowanzowanikwa pachuru uye unogona kubikwa pamwe chete nemuboora kuti muriwo wacho uvavire.
ndyaruswa
Duramazwi
01 / 03mhashu
locust
VerengaSwipe for the next word