KwaunobvaDuramazwiMmharuparu

Duramazwi · zita

mharuparu

mbadzu

Zvinoreva

Iyi ndeimwe yenhungo ina dzinotanga kuumbiswa denga, kazhinji reimba yedenderedzwa.

Mharuparu matsemu matsemu anowanikwa pambambaira, kana paganda remunhu rava nenguva risingagezwi kana kuzorwa mafuta.

1

2

Zvakafanana

mbadzu

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mharupwa

Mharupwa muchero wakaita kunge nhundurwa unowanzowanikwa pachuru uye unogona kubikwa pamwe chete nemuboora kuti muriwo wacho uvavire.

Verenga

Swipe for the next word