Duramazwi02 / 03mharuparuIyi ndeimwe yenhungo ina dzinotanga kuumbiswa denga, kazhinji reimba yedenderedzwa.Verenga→
Duramazwi03 / 03mharupwaMharupwa muchero wakaita kunge nhundurwa unowanzowanikwa pachuru uye unogona kubikwa pamwe chete nemuboora kuti muriwo wacho uvavire.Verenga→