Duramazwi · zita
mhare
gallant
Duramazwi · zita
gallant
Mhare munhu ane ungwaru, zvekuti chose chaanoita chinenge chichiratidza kuti chafungwa neungwaru.
Mhare kusanaya kwemvura kunokonzera kuti zvirimwa zviome.

Mhare munhu ane ushingi uye akazvipira kufa.

chipunguzuzu · chipunzungu
Duramazwi
01 / 03mharekadzi
Mharekadzi munhukadzi akashinga uye anozvipira kufa kana aine zvakakosha zvaakananga kunyanya zvenyika.
VerengaSwipe for the next word