Duramazwi · zita
gamba
hero · heroin · superhero
Duramazwi · zita
hero · heroin · superhero
Pane zveupenyu, gamba rako ndiye munhu ane unhu nemaitiro zvaunonyanya kuyemura. Mwanakomana anenge achidawo kutora baba vake kuita gamba rake.
Chigamba.
Gambisirwa.

Gamba munhu anenge akaita basa guru rinova rakakosha muupenyu hwenyika yake.
Mukurangarira magamba edu aya tine zvakawanda zvatinofanira kutondera semhuri yeZimbabwe.
Saka tinofanira kuzadzikisa zvido zvakafirwa nemagamba edu..

Izvi tinozviyemura zvikuru saka nyika yedu yakaona zvakakosha uye kukodzera kuvaita magamba enyika yedu.
Magamba ose aya tinoarangarira pazuva guru iri.
Duramazwi
01 / 03gambakadzi
Munganonyorwa kana mumutambo, gambakadzi mutambi mukuru wechikadzi anenge ari munyaya iyoyo.
VerengaSwipe for the next word