KwaunobvaDuramazwiGgambe

Duramazwi · zita

gambe

Zvinoreva

Gambe ihari yevhu yakakura, inoshandiswa kubikira zvinhu zvakawanda, zvakaita sedoro kana chikafu chepamitambo.

Gambe mwana anozvarwa akafa.

1

2

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word