Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mhata mwena uri pamuviri wemunhu, unowanikwa pasi panoperera muzongoza, unoshandiswa kuburitsa tsvina mudumbu.
1

Kana shiri yakakura ikati fumhata inenge yamhara zvinyoro-nyoro yakapapamisa mapapiro ayo.
Zvakafanana
horo · mukosho · mudhidhi · mutinhi · mupedzazviyo
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mhayo
Mhayo rumuti rwakatatesvera runoshandiswa kubaya chero chinhu.
VerengaSwipe for the next word