Duramazwi · zita
Zvinoreva
Hwusha chipfeko chomukati chomukadzi chinotenderedza chakabata zvakasimba muchiuno.
1

Zvakafanana
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03ha
Kana munhu achiti ha, anenge ari kudavira munhu waasingakudzi.
VerengaSwipe for the next word