Duramazwi · zita
hozhwe
snail
Duramazwi · zita
snail
Kamhuka kanozvidhonza kakatakura imba yako (snail).
Kamhuka kanozvidhonza kakatakura imba yako (snail).
Kufamba zvishoma-zvishoma nenzira yekunonoka sezvinoita hozhwe.
Tirembu tupuka twemugungwa tunosanganisira tuhozhwe nezvimwewo.
Duramazwi
01 / 03hozi
imba inovakwa pamusoro pamabwe kana ruware, ine matura anoiswa mbeswa dzakasiyana.
VerengaSwipe for the next word