KwaunobvaDuramazwiHhovhoni

Zvinoreva

mudziyo, kana kuti nhengo yechitofu, inobikirwa makeke nekugocherwa nyama.

1

mudziyo, kana kuti nhengo yechitofu, inobikirwa makeke nekugocherwa nyama.

Ichi chidyiwa chinobikwa neupfu hwechibage nefurawa, chinobikirwa muhovhoni kana pamarasha.

Tosita kamudziyo kemagetsi kane tumapuri tune tuhovhoni twunopisa mapisi echingwa kuti chitsvukire nekuomarara.

Kana uchirosita nyama kana chimwewo chikafu, unenge uchichigocha muhovhoni kana pamoto kuti chiibve pasina kudirwa mvura.

2

chivakwa chezvitina zvinenge zvichipiswa kuti zvisimbe, zvozoshandiswa pakuvaka.

Zvakafanana

ovheni · hondo

Mamwe mazwi ane H

H

Swipe for the next word