Duramazwi · zita
Zvinoreva
Mugwaku mudziyo wakavezwa, unenge mugoti, asi iwo wakafombwera mukati, unoshandiswa kupakurisa kudya kwakaita sesadza.
1

Kana uchibhaka sadza unenge uchirirova-rova nemugoti kana mugwaku kuti rinyatsoumbika zvakanaka mundiro.
Mugwaku mudziyo wakavezwa, unenge mugoti, asi iwo wakafombwera mukati, unoshandiswa kupakurisa kudya kwakaita sesadza.
Zvakafanana
rugwaku · chigwaku · chibhako
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03mugwamura
Mugwamura kamuti kanogona kureba mamita matatu, kanoita mudzi wakaita sembambaira nemaruva mapfumbu uye vana vakaita nhokwara.
VerengaSwipe for the next word