Duramazwi · zita
kota
quota · quarter
Duramazwi · zita
quota · quarter
Kukota kugova zvekudya pagungano revanhu vazhinji.
Kana vanhu vakati kota kuita basa rakaita sekusakura, vane-nge variita nesimba uye kwenguva refu pasina kuzorora.
Kota ndechimwe chezvidimbu zvina zvakafanana, zvinosanganiswa kuita chinhu chimwe chete chizere.

Kuti kota kota kuita basa rakafanana nekusakura, ramunenge makangoti tsikitsiki musingazorori.

Kota yegore mwedzi mitatu.
Kota ndechimwe chezvidimbu zvina zvakafanana, zvinosanganiswa kuita chinhu chimwe chete chizere.
Kana vanhu vakati kota kuita basa rakaita sekusakura, vane-nge variita nesimba uye kwenguva refu pasina kuzorora.
Duramazwi
01 / 03kota kota
Kuti kota kota kuita basa rakafanana nekusakura, ramunenge makangoti tsikitsiki musingazorori.
VerengaSwipe for the next word