Duramazwi
Zvinoreva
Kukoteka kufidigira chinhu nemuvharo.
1
Kukoteka kufidigira chinhu nemuvharo.
Kurokoteka kubuda kunoita tsanga dzembeswa nepane kaburi, sezvakaita pasaga.
Kumokoteka kunyungudika kana kupfava kwechinhu kungafanane nekwechingwa chaiswa mumvura.
Kurokoteka kutsetseka kunoita zvinenge zvanyatsokuyiwa kana kutswiwa.
2
Kukoteka kutesvukira mberi, sezvakaita nyanga dzenyati.
Mamwe mazwi ane K
KDuramazwi
01 / 03kotesheni
quotation
VerengaSwipe for the next word