KwaunobvaDuramazwiUuswa

Zvinoreva

Uswa tumerwa twunobuda twega muvhu twakasvibirira, twunowanzofurwa nemhuka, kana kusakurwa nevanhu muminda kana muzvivanze zvavo.

1

Uswa tumerwa twunobuda twega muvhu twakasvibirira, twunowanzofurwa nemhuka, kana kusakurwa nevanhu muminda kana muzvivanze zvavo.

Akapeura uswa hwaivapo achienda kuchibwe chaiva namavara matsvuku.

N'ombe idzi hadzina uswa hwakakwana, saka dzisina rukanda rwakanaka.

Kana uchida uswa hwakasvibira, enda unohucheka mugwatara.

2

Uswa ibundo refu rakasimba rinoshandiswa kupfirira dzimba.

Zvakafanana

bundo · sora · uchani · mwenje · rupundo · tsima

Mamwe mazwi ane U

U

Swipe for the next word