KwaunobvaDuramazwiHhutachiwana

Duramazwi · zita

hutachiwana

Zvinoreva

Tuzvipukanana tudukuduku tunokonzera zvirwere mumuviri (virus/germs).

1

Tuzvipukanana tudukuduku tunokonzera zvirwere mumuviri (virus/germs).

Hutachiwana hweHIV ndihwo hunokonzera AIDS.

Izvi hazvifanirwe kunyanya kukuvhundutsai sezvo kuva nehutachiwana kusingarevi kuti munhu ane chirwere.

Mamwe mazwi ane H

H

Duramazwi

01 / 03

hute

Hute muchero unoberekwa uri wegirini wozoita pepuru pakuibva, une mhodzi imwe chete pakati uye unowanzowanikwa mumapani kana kuti mujinga menzizi.

Verenga

Swipe for the next word