Duramazwi · zita
huta
nervous
Duramazwi · zita
nervous
Huta ishiri diki ine ruvara rushava inonyanyogara mumasora nemuzvikomo.
Kana munhu achihuta muviri wake unenge uchizununguka achitaridza kutya kana kutonhorwa nechando.
Huta ndechinoridzwa nomutyairi wemotokari, kana chimwe chifambiso kunyevera vamwe vanenge vari pamugwagwa kuti vangwarire nokuti vangangodaro vasingamuoni pakaita tsaona.

Kuti ndengu ndengu kuhuta kunoita munhu abatwa nechando kana kuti avhundutswa.
Kundenguka kuhuta kunoita munhu abatwa nechando kana avhundutswa.

-tetema · -dedera · -bvunda · bhera
-gwagwadza · -ngwangwadza · -gwadagwadza
Duramazwi
01 / 03hutachiwana
Tuzvipukanana tudukuduku tunokonzera zvirwere mumuviri (virus/germs).
VerengaSwipe for the next word