Duramazwi · zita
Zvinoreva
Hute muchero unoberekwa uri wegirini wozoita pepuru pakuibva, une mhodzi imwe chete pakati uye unowanzowanikwa mumapani kana kuti mujinga menzizi.
1
Hute muchero unoberekwa uri wegirini wozoita pepuru pakuibva, une mhodzi imwe chete pakati uye unowanzowanikwa mumapani kana kuti mujinga menzizi.
Vakauya kumba miromo yaita mutambatuwe vadya hute.
Uyu munhu akareba chaizvo. Gotamukota hainetseki kudya hute.
Muhute muti unomera mubani kana muzvikova, unobereka vana vanosviba kana vaibva uye vanowanzoibva nguva yokurima.
Mamwe mazwi ane H
HDuramazwi
01 / 03hutsakutsa
Hutsakutsa munhu akafuta, uye ane muviri muhombe nenyama dzakaneta.
VerengaSwipe for the next word