Duramazwi02 / 03tusvaKana munhu achitusva mumwe, anenge achimukurudzira kuti arwe kana kuti anetsane nemumwewo munhu.Verenga→
Duramazwi03 / 03tusvuKuti tusvu kubaya nokubudisa zviri mukati mechinhu chine mvura mukati chakaita semota.Verenga→