Duramazwi
tusva
-tunzva
Duramazwi
Kana munhu achitusva mumwe, anenge achimukurudzira kuti arwe kana kuti anetsane nemumwewo munhu.

Usatusva mwana kuti arove vamwe.
Kana munhu achitusva mumwe, anenge achimukurudzira kuti arwe kana kuti anetsane nemumwewo munhu.
-tunzva
Duramazwi
01 / 03tusvu
Kuti tusvu kubaya nokubudisa zviri mukati mechinhu chine mvura mukati chakaita semota.
VerengaSwipe for the next word