KwaunobvaDuramazwiTtusvura

Duramazwi

tusvura

-dasvura-tutyura

Zvinoreva

[-dhusvura, -tasvura] Kutusvura mota kuribaya kuti zviri mukati maro zvibude.

1

[-dhusvura, -tasvura] Kutusvura mota kuribaya kuti zviri mukati maro zvibude.

Kudzatura ronda kuritusvura zvokuti rinobuda urwa kana ropa.

Zvakafanana

-dasvura · -tutyura

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tuta

Kana vanhu vachituta vanenge vachitora zvinhu zvavo zvose, vachibva pane imwe nzvimbo vachienda pane imwe.

Verenga

Swipe for the next word