KwaunobvaDuramazwiTtuzura

Duramazwi

tuzura

-kangai-dza-pusisa

Zvinoreva

Kana ukatuzura munhu unenge waita zvinoita kuti asare avhiringika mumusoro.

Kutuzura kuputisa mota kana bundu.

1

Batakue vaingo tuzura vachishaya kuti voitanga sei nyaya yacho mhedzisiro vakazobatwa nehope.

Tadiwa ainge angotuzura maziso zvino.

2

Kutuzura kuvhura maziso munhu uchiratidza kuvhiringidzika.

3

Kutuzura kuputisa mota kana bundu.

Batakue vaingo tuzura vachishaya kuti voitanga sei nyaya yacho mhedzisiro vakazobatwa nehope.

Tadiwa ainge angotuzura maziso zvino.

Kana ukatuzura munhu unenge waita zvinoita kuti asare avhiringika mumusoro.

Zvakafanana

-kangai-dza · -pusisa

Mamwe mazwi ane T

T

Swipe for the next word