Duramazwi
Zvinoreva
Kuti tuzu kungomira zvauri kuita wakapusa uye uchiratidza kupererwa. Paakawanikidzwa achichachura hari akabva angoti tuzu
1
Kuti tuzu kungomira zvauri kuita wakapusa uye uchiratidza kupererwa. Paakawanikidzwa achichachura hari akabva angoti tuzu
Kana munhu angoti tumbi tuzu, anenge angomira asingachazivi chokuita.
Mamwe mazwi ane T
TDuramazwi
01 / 03tuzuka
Kutuzuka kungomira munhu asingazivi zvokuita.
VerengaSwipe for the next word