KwaunobvaDuramazwiTtuta

Duramazwi

tuta

-twara-tama

Zvinoreva

Kana vanhu vachituta vanenge vachitora zvinhu zvavo zvose, vachibva pane imwe nzvimbo vachienda pane imwe.

Kututa kubudisa ivhu panze tichiita kamurwi, kunoitwa nembeva kana makurwe, paanochera mwena yawo.

1

Kukukuta kututa kana kutora zvinhu zvose zvinenge zviri panzvimbo.

2

Zvakafanana

-twara · -tama

Mamwe mazwi ane T

T

Duramazwi

01 / 03

tutidza

Kututidza kubira vanhu uchivanyepera kuti unoda kuvabatsira zvekuti vanobva vavimba newe.

Verenga

Swipe for the next word