KwaunobvaDuramazwiUutapitapi

Duramazwi

utapitapi

Zvinoreva

Uku kunaka kwakanyanyisa kwechinhu chakaita seshuga kana uchi.

1

Uku kunaka kwakanyanyisa kwechinhu chakaita seshuga kana uchi.

Manyuchi utapitapi hunowanikwa panoburwa uchi.

Utwu twuhutapitapi twunowanikwa kubva mumaruva emimwe miti. Kutapira kwemugugunanzvu kunopinda tsvigiri.

Mamwe mazwi ane U

U

Duramazwi

01 / 03

utapuri

Utapuri kuita zvekudenha, uchitsvaga kutsamwisa vamwe.

Verenga

Swipe for the next word