Duramazwi · zita
utariri
management
unhunge
Duramazwi · zita
management
Uku kuita basa rokuona mafambisirwe anenge achiita basa panzvimbo.
Uku kuita basa rokuona mafambisirwe anenge achiita basa panzvimbo.
Mutariri munhu anochengetedza vanhu kana nzvimbo. Mwari vari kudenga ndivo mutariri wedu.
Uku kuona nezvekufambiswa kunenge kuchiitwa musagano.
unhunge
Duramazwi
01 / 03utata
Utata rudzi rwechimbuyu chinoruma nokunanaira zvinovava, chinowanzowanikwa pahuku.
VerengaSwipe for the next word