Kwaunobva/Duramazwi/M/muvise
Duramazwi · zita
Muchero unodyiwa (watermelon).
Muvembe muriwo unobva pamuvise kana mushamba.
Duramazwi
muvuki
soothsayer
muvukwa
Muvukwa munhu anoenda kunovhunzira kumufemberi.
muwana
Muwana chikwenzi chine mapazi akawanda, chisina hunde hombe.
Swipe for the next word