KwaunobvaDuramazwiMmwiwa

Duramazwi · zita

mwiwa

Zvinoreva

Muchero unodyiwa (somunwiye).

1

Muchero unodyiwa (somunwiye).

Chamoto chimwiwa chinodhaka chaizvo chinobikwa pachisanganiswa zvinhu zvakawanda.

Uyu mukaka mumbishi kana wakakora unomwiwa kana kudyiwa vanhu vapedza kusvusvura.

Iri idoro rinomwiwa nemumhu anenge achitanga kuriravira kuti anzwe kana richinaka.

Mamwe mazwi ane M

M

Duramazwi

01 / 03

mwoko

Mwoko murwi wezvivo zvisati zvapurwa.

Verenga

Swipe for the next word