Duramazwi · zita
muwana
chifakuwimupfuramhembwe
Duramazwi · zita
Muwana chikwenzi chine mapazi akawanda, chisina hunde hombe.
Muwana chikwenzi chine mapazi akawanda, chisina hunde hombe.
Muwana chikwenzi chine mapazi akawanda, chisina hunde hombe.
Ndakatsvaga Theresa kusvika ndamuwana achitove neshamwari dzake nhatu iye wechifour.
After all Lennon wacho vaive vasingamuzive Saka hapana pavaizombomutsvaga vakamuwana.
chifakuwi · mupfuramhembwe
Duramazwi
01 / 03muwani
Muwani munhurume anenge aroora mudzimai.
VerengaSwipe for the next word