Duramazwi · zita
Muvhuro
monday · Monday
MusumbunukoMandeChimotsi la
Duramazwi · zita
monday · Monday
Muvhuro ndiro zuva rekutanga rebasa pavhiki.
Muvhuro ndiro zuva rekutanga rebasa pavhiki.
Muvhuro ndiro zuva rekutanga rebasa pavhiki.
Ndosaka ndati huyai neMuvhuro ndizotsanangura.
Vhiki mazuva anosvika manomwe, tichitanga kuverenga kubva paMuvhuro kusvika paSvondo.
Musumbunuko · Mande · Chimotsi la
Duramazwi
01 / 03muvi
Munhu muvi anenge ane zvitadzo kana kuti achikanganisira vamwe.
VerengaSwipe for the next word