KwaunobvaDuramazwiMmuvhimi

Duramazwi · zita

muvhimi

hunter · trapper

munyingahonyemurambahonyemurunjurunjurenjamudyatsonzombengawo-nye

Zvinoreva

maronda en'ombe kana dzimwewo mhuka.

Muvhimi munhu anotsvaga nekuuraya mhuka dzemu-

1

maronda en'ombe kana dzimwewo mhuka.

Mbada yakasvetukira muvhimi ikamukakabvura ganda kumeso.

Muvhimi akafumoti dhe kuenda kunovhima musango.

Muvhimi akatevera muhwezva wenyoka musango.

2

Muvhimi munhu anotsvaga nekuuraya mhuka dzemu-

Muvhimi akatevera muhwezva wenyoka musango.

Uyu muvhimi anoti chaabata odyira kusango, ozongouya kumba asina chaainacho.

Hombarume muvhimi mukuru anoti akaenda musango haadzoki asina mhuka.

Zvakafanana

munyingahonye · murambahonye · murunjurunju · renja · mudyatsonzo · mbengawo-nye · mukadzimainza

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word