Duramazwi · zita
Zvinoreva
[Chimoshi, Chimodzi, Chiposhi] Chimotsi ndiro zuva rekutanga pavhiki.
1
[Chimoshi, Chimodzi, Chiposhi] Chimotsi ndiro zuva rekutanga pavhiki.
Pakuverenga, chinhu chechimotsi ndicho chokutanga pane zvese zvinenge zviri kuverengwa.
Zvakafanana
Mamwe mazwi ane C
CDuramazwi
01 / 03chimotso
Chimotso micheoro yakaungana pamwe chete yakaita sumbu.
VerengaSwipe for the next word