KwaunobvaDuramazwiCchimonamona

Duramazwi · zita

chimonamona

Zvinoreva

Uku kuita bishi nezvinhu zvinonetsa makawanda.

1

Uku kuita bishi nezvinhu zvinonetsa makawanda.

Kuti kunyungu kunyungu kutamba munhu achitambisa chiuno, achichimonamona.

Mamwe mazwi ane C

C

Duramazwi

01 / 03

chimonera

Chimonera ifodya yakangoita mashizha, yekuti munhu anozvigadzirira mudzanga wake ega kana oda kuiputa.

Verenga

Swipe for the next word