Duramazwi · zita
mumiririri
emissary · orator · agent · representative
Duramazwi · zita
emissary · orator · agent · representative
Uyu munhu anoti kana pane chinenge chichiitwa, ndiye anosarudzwa kana kuzvipira kuenda pamberi kana kutaura zvirongwa zvechikwata.
Uyu munhu anoti kana pane chinenge chichiitwa, ndiye anosarudzwa kana kuzvipira kuenda pamberi kana kutaura zvirongwa zvechikwata.
Uyu munhu anofanoita basa kana kufanotora chinzvimbo cheanenge asipo, achirwara, kana kuti ane zvi-mwewo zvinenge zvichimutadzisa kuuya kubasa, kusvika azodzoka.
Duramazwi
01 / 03mumiswa
Mune zvekuruka mumiswa ipateni inenge ichiburitsa masitaira anoratidza zvinhu zvakamira.
VerengaSwipe for the next word