KwaunobvaDuramazwiMmuvaki

Duramazwi · zita

muvaki

builder · contractor

Zvinoreva

Muvaki munhu anoita basa rekumisa dzimba kana zvimwewo zvivakwa.

1

Muvaki munhu anoita basa rekumisa dzimba kana zvimwewo zvivakwa.

Zvakangofananawo nekuvakwa kwemba, kana muvaki wemba akanyatsoronga hwaro hwemba, chidziro chemba yake nedenga racho harizonetsi kuturika.

Kana munhu achinzi muvaki anenge achipa pfungwa nemazano zvinobatsira vamwe.

Kana muvaki akabudisa imba yaanga achivaka anenge akwanisa kuivaka nenzira inotarisirwa.

2

Kana munhu achinzi muvaki anenge achipa pfungwa nemazano zvinobatsira vamwe.

Mamwe mazwi ane M

M

Swipe for the next word