Duramazwi · zita
muvakidzani
neighbor · neighborliness
Duramazwi · zita
neighbor · neighborliness
Uyu munhu waunogara pedyo naye munharaunda. Tinokumbidzana munyu nemuvakidzani wangu.
Uyu munhu waunogara pedyo naye munharaunda. Tinokumbidzana munyu nemuvakidzani wangu.
Mamoyo nemurume wake vakaperekedza muvakidzani wavo kunochema mwana.
Kuti munhu awane chaanenge asina kubva kune muvakidzani kana hama neshamwari anofanira kushandisa mutauro wokukumbira.
Iyi inguva inomborega vanhu kuita basa, mushure mekunge hama kana muvakidzani afa.
mubanzi · muswapamwe · muvakirwana · mungani · muakirwani
Duramazwi
01 / 03muvambi
inventor
VerengaSwipe for the next word