Duramazwi · zita
Zvinoreva
Muuyu rudzi rwemuti wakakura zvikurusa, unowanzowanikwa munzvimbo dzakaderera, unobereka vana vanodyiwa vanonzi mauyu, vane mvere kunze nechikanda chakaomarara.

Muuyu muriwo wemashizha emuti wemuuyu unobikwa sederere.
Muuyu muriwo une tumashizha tudiki wakada kuita semowa asi uchitapira, une hundi inobereka vana vanobaya.
Uyu muchero unoberekwa nezimuti rinonzi muuyu. rakakora chaizvo, rinomera kunzvimbo dzakaoma uye dzinopisa chaizvo.
Muuyu muriwo wemashizha emuti wemuuyu unobikwa sederere.
Muuyu muriwo une tumashizha tudiki wakada kuita semowa asi uchitapira, une hundi inobereka vana vanobaya.
Zvakafanana
mbuyu · muwu · guza
Mamwe mazwi ane M
MDuramazwi
01 / 03muvaki
builder
VerengaSwipe for the next word