KwaunobvaDuramazwiGguza

Duramazwi

guza

Zvinoreva

Nhungumira.

Kuve neuso hunoratidza kurwara.

1

Nhungumira.

Muguza chingwa chinobikwa nefurawa kana nekoroni zvakasanganiswa neupfu hwechibage.

2

Kuve neuso hunoratidza kurwara.

Muguza chingwa chinobikwa nefurawa kana nekoroni zvakasanganiswa neupfu hwechibage.

Mamwe mazwi ane G

G

Swipe for the next word